Pisarema 105:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Akatuma mushumiri wake Mozisi,+Uye Aroni,+ waakanga asarudza. Pisarema 105:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Ijipiti yakafara pavakabuda,Nekuti yakanga yava kuvatya.+ Mabasa 7:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Ndaona zvechokwadi kuti vanhu vangu vari kudzvinyirirwa muIjipiti, uye ndanzwa kugomera kwavo,+ saka ndauya kuzovanunura. Iye zvino chiuya ndikutume kuIjipiti.’
34 Ndaona zvechokwadi kuti vanhu vangu vari kudzvinyirirwa muIjipiti, uye ndanzwa kugomera kwavo,+ saka ndauya kuzovanunura. Iye zvino chiuya ndikutume kuIjipiti.’