-
VaHebheru 9:18-20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
18 Kunyange sungano yekutanga haina kukumikidzwa pasina ropa. 19 Nekuti Mozisi paakanga audza vanhu vese mirayiro iri muMutemo, akatora ropa remikono yemombe midiki nerembudzi, nemvura, nemvere dzemakwai tsvuku, nehisopi, akasasa bhuku nevanhu vese, 20 achiti: “Iri ndiro ropa resungano yakarayirwa naMwari kuti muchengete.”+
-