Mateu 12:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Asi kana ndichidzinga madhimoni ndichishandisa mweya waMwari, chokwadi Umambo hwaMwari hwakusvikirai.+ Ruka 11:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi kana ndichidzinga madhimoni nemunwe waMwari,+ chokwadi Umambo hwaMwari hwakusvikirai.+ 2 VaKorinde 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti zviri pachena kuti muri tsamba yaKristu yakanyorwa nesu sevashumiri,+ isina kunyorwa neingi asi nemweya waMwari mupenyu, kwete pamahwendefa ematombo,+ asi pamahwendefa enyama, pamwoyo.+
28 Asi kana ndichidzinga madhimoni ndichishandisa mweya waMwari, chokwadi Umambo hwaMwari hwakusvikirai.+
3 Nekuti zviri pachena kuti muri tsamba yaKristu yakanyorwa nesu sevashumiri,+ isina kunyorwa neingi asi nemweya waMwari mupenyu, kwete pamahwendefa ematombo,+ asi pamahwendefa enyama, pamwoyo.+