Eksodho 23:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 “Pazvibereko zvinotanga kuibva zvemunda wako, unofanira kuunza zvakanakisisa zvacho kuimba yaJehovha Mwari wako.+ “Usabika mbudzana nemukaka waamai vayo.+ Dheuteronomi 14:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Haufaniri kudya mhuka yakafa yega.+ Unogona kuipa mutorwa ari mukati memaguta* ako, uye anogona hake kuidya, kana kuti inogona kutengeserwa mutorwa. Nekuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako. “Usabika mbudzana nemukaka waamai vayo.+
19 “Pazvibereko zvinotanga kuibva zvemunda wako, unofanira kuunza zvakanakisisa zvacho kuimba yaJehovha Mwari wako.+ “Usabika mbudzana nemukaka waamai vayo.+
21 “Haufaniri kudya mhuka yakafa yega.+ Unogona kuipa mutorwa ari mukati memaguta* ako, uye anogona hake kuidya, kana kuti inogona kutengeserwa mutorwa. Nekuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako. “Usabika mbudzana nemukaka waamai vayo.+