Isaya 58:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ndekwekupawo ane nzara zvekudya zvako,+Kupinza varombo nevasina misha mumba mako,Kupa zvipfeko kune uya waunoona asina zvekupfeka,+Uye kurega kupira gotsi hama dzako.
7 Ndekwekupawo ane nzara zvekudya zvako,+Kupinza varombo nevasina misha mumba mako,Kupa zvipfeko kune uya waunoona asina zvekupfeka,+Uye kurega kupira gotsi hama dzako.