Numeri 29:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 “‘Izvi ndizvo zvamuchapa Jehovha pamitambo yenyu yemwaka nemwaka,+ kuwedzera pamipiro yenyu yemhiko,+ nemipiro yenyu yekungopa muchizvidira+ kuti ive mipiro yenyu inopiswa+ nemipiro yenyu yezviyo+ nemipiro yenyu yezvinwiwa+ nezvibayiro zvenyu zverugare.’”+ Dheuteronomi 12:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndiko kwamuchaunza mipiro yenyu inopiswa,+ zvibayiro zvenyu, zvegumi zvenyu,+ zvipo zvinobva mumaoko enyu,+ mipiro yemhiko, mipiro yenyu yekungopa muchizvidira,+ uye zvinotanga kuberekwa pamombe dzenyu nemakwai enyu.+ 1 Makoronike 29:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Vanhu vakafara chaizvo nekupa kwavakaita zvinhu izvi, nekuti vakapa mipiro kuna Jehovha nemwoyo wese,+ uye Mambo Dhavhidhi akafarawo chaizvo. 2 Makoronike 35:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Machinda ake anewo zvaakapa kuti zvive mupiro wekungopawo nekuzvidira wevanhu nevapristi nevaRevhi. Hirikiya,+ Zekariya naJehieri, vatungamiriri veimba yaMwari wechokwadi, vakapa vapristi zvibayiro zvePaseka 2 600 nemombe 300. Ezra 2:68 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 68 Pavakasvika paimba yaJehovha muJerusarema, vamwe vakuru vedzimba dzemadzibaba vakapa mipiro yeimba yaMwari wechokwadi nekuzvidira,+ kuti vaivakezve* panzvimbo yayo.+
39 “‘Izvi ndizvo zvamuchapa Jehovha pamitambo yenyu yemwaka nemwaka,+ kuwedzera pamipiro yenyu yemhiko,+ nemipiro yenyu yekungopa muchizvidira+ kuti ive mipiro yenyu inopiswa+ nemipiro yenyu yezviyo+ nemipiro yenyu yezvinwiwa+ nezvibayiro zvenyu zverugare.’”+
6 Ndiko kwamuchaunza mipiro yenyu inopiswa,+ zvibayiro zvenyu, zvegumi zvenyu,+ zvipo zvinobva mumaoko enyu,+ mipiro yemhiko, mipiro yenyu yekungopa muchizvidira,+ uye zvinotanga kuberekwa pamombe dzenyu nemakwai enyu.+
9 Vanhu vakafara chaizvo nekupa kwavakaita zvinhu izvi, nekuti vakapa mipiro kuna Jehovha nemwoyo wese,+ uye Mambo Dhavhidhi akafarawo chaizvo.
8 Machinda ake anewo zvaakapa kuti zvive mupiro wekungopawo nekuzvidira wevanhu nevapristi nevaRevhi. Hirikiya,+ Zekariya naJehieri, vatungamiriri veimba yaMwari wechokwadi, vakapa vapristi zvibayiro zvePaseka 2 600 nemombe 300.
68 Pavakasvika paimba yaJehovha muJerusarema, vamwe vakuru vedzimba dzemadzibaba vakapa mipiro yeimba yaMwari wechokwadi nekuzvidira,+ kuti vaivakezve* panzvimbo yayo.+