Dheuteronomi 23:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti Jehovha Mwari wako ari kufamba-famba mumusasa wako+ kuti akununure uye kuti aise vavengi vako mumaoko ako, saka musasa wako unofanira kuva mutsvene,+ kuti asaona chinhu chisina kunaka pauri, orega kuenda newe.
14 Nekuti Jehovha Mwari wako ari kufamba-famba mumusasa wako+ kuti akununure uye kuti aise vavengi vako mumaoko ako, saka musasa wako unofanira kuva mutsvene,+ kuti asaona chinhu chisina kunaka pauri, orega kuenda newe.