1 Madzimambo 8:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 vobva vazopengenuka vari munyika yavakatapwa,+ vodzoka kwamuri+ voteterera kwamuri kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevanhu vakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza uye takakanganisa; takaita zvakaipa,’+ 2 Makoronike 36:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Akatapawo vaya vakapona pabakatwa,+ akaenda navo kuBhabhironi, uye vakava varanda vake+ nevevanakomana vake kusvikira umambo hwePezhiya hwatanga kutonga,+
47 vobva vazopengenuka vari munyika yavakatapwa,+ vodzoka kwamuri+ voteterera kwamuri kuti muvanzwire nyasha vari munyika yevanhu vakavatapa,+ vachiti, ‘Takatadza uye takakanganisa; takaita zvakaipa,’+
20 Akatapawo vaya vakapona pabakatwa,+ akaenda navo kuBhabhironi, uye vakava varanda vake+ nevevanakomana vake kusvikira umambo hwePezhiya hwatanga kutonga,+