Dheuteronomi 30:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Jehovha Mwari wako achachenesa* mwoyo wako nemwoyo yevana vako,+ kuti ude Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese kuti urarame.+ Jeremiya 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Zvichecheudzei nekuda kwaJehovha,Uye bvisai zvikanda zvepamberi zvemwoyo yenyu,+Imi varume veJudha nevagari vemuJerusarema,Kuti kutsamwa kwangu kurege kunganduma semoto,Kwobvira pasina anodzima,Nemhaka yemabasa enyu akaipa.”+ Mabasa 7:51 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 51 “Imi vanhu vakaoma musoro vane mwoyo nenzeve zvisina kuchecheudzwa, munogara muchipikisana nemweya mutsvene; munoita sezvaingoitwa nemadzitateguru enyu.+
6 Jehovha Mwari wako achachenesa* mwoyo wako nemwoyo yevana vako,+ kuti ude Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese kuti urarame.+
4 Zvichecheudzei nekuda kwaJehovha,Uye bvisai zvikanda zvepamberi zvemwoyo yenyu,+Imi varume veJudha nevagari vemuJerusarema,Kuti kutsamwa kwangu kurege kunganduma semoto,Kwobvira pasina anodzima,Nemhaka yemabasa enyu akaipa.”+
51 “Imi vanhu vakaoma musoro vane mwoyo nenzeve zvisina kuchecheudzwa, munogara muchipikisana nemweya mutsvene; munoita sezvaingoitwa nemadzitateguru enyu.+