Genesisi 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. Dheuteronomi 4:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Nekuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari ane ngoni.+ Haazokurasiyi kana kukuparadzai kana kukanganwa sungano yaakapikira madzitateguru enyu.+ Pisarema 106:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Aiyeuka sungano yake navo,Uye ainzwa tsitsi,* pamusana perudo rwake rukuru rusingachinji.+
7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
31 Nekuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari ane ngoni.+ Haazokurasiyi kana kukuparadzai kana kukanganwa sungano yaakapikira madzitateguru enyu.+