-
Pisarema 106:26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
26 Saka akasimudza ruoko rwake achipika nezvavo
Kuti aizoita kuti vafire murenje;+
-
VaHebheru 3:18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
18 Uye ndivanaani vaakapikira kuti havasi kuzopinda muzororo rake? Havasi vaya vakanga vasingateereri here?
-
-
-