5 Akabva ati kuna Kora nekuvanhu vese vaimutsigira: “Mangwana mangwanani, Jehovha achaita kuti zvizivikanwe kuti wake ndeupi+ uye kuti mutsvene ndeupi uye kuti ndiani anofanira kuswedera pedyo naye,+ uye munhu waachasarudza+ ndiye achaswedera pedyo naye.