20 Kana ari mwana wedhongi anotanga kuberekwa, unofanira kumudzikinura negwai. Asi kana ukasamudzikinura, unofanira kutyora mutsipa wake. Unofanira kudzikinura matangwe ese evanakomana vako.+ Hapana anofanira kuuya pamberi pangu achingova maoko chete.