RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 28:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 “Zvino iwe mwanakomana wangu Soromoni, ziva Mwari wababa vako, umushumire nemwoyo wakaperera*+ uye nemweya* unofara,* nekuti Jehovha anoongorora mwoyo yese,+ uye anonzwisisa kese kangafungwa nemunhu.+ Kana ukamutsvaga, achaita kuti umuwane,+ asi kana ukamusiya achakuramba nekusingaperi.+

  • 2 Makoronike 15:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Saka akaenda kunosangana naAsa akati kwaari: “Asa nemi vaJudha vese nevaBhenjamini, ndinzwei! Jehovha anemi kana imi mukangoramba muinaye;+ uye kana mukamutsvaga, achaita kuti mumuwane,+ asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+

  • 2 Makoronike 24:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Mweya waMwari wakauya pana Zekariya mwanakomana wemupristi Jehoyadha,+ akamira pamberi pevanhu ari pakakwirira, akati kwavari: “Zvanzi naMwari wechokwadi, ‘Sei muri kutyora mirayiro yaJehovha? Hamusi kuzobudirira! Zvamakasiya Jehovha, iye achakusiyaiwo.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe