Dheuteronomi 32:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Saka akati, ‘Ndichavavanzira chiso changu;+Ndichaona kuti vachaita sei. Nekuti ivo chizvarwa chakatsauka,+Vanakomana vasina kutendeka.+ Pisarema 104:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Pamunovanza chiso chenyu, zvinonetseka. Kana mukabvisa simba razvo reupenyu,* zvinofa, zvodzokera kuguruva.+ Ezekieri 39:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Marudzi achaziva kuti vanhu veimba yaIsraeri vakatapwa nemhaka yekutadza kwavo, nekuti vakanga vasina kutendeka kwandiri.+ Ndokusaka ndakavavanzira chiso changu,+ ndikavaisa mumaoko evavengi vavo,+ uye vese vakaurayiwa nebakatwa.
20 Saka akati, ‘Ndichavavanzira chiso changu;+Ndichaona kuti vachaita sei. Nekuti ivo chizvarwa chakatsauka,+Vanakomana vasina kutendeka.+
29 Pamunovanza chiso chenyu, zvinonetseka. Kana mukabvisa simba razvo reupenyu,* zvinofa, zvodzokera kuguruva.+
23 Marudzi achaziva kuti vanhu veimba yaIsraeri vakatapwa nemhaka yekutadza kwavo, nekuti vakanga vasina kutendeka kwandiri.+ Ndokusaka ndakavavanzira chiso changu,+ ndikavaisa mumaoko evavengi vavo,+ uye vese vakaurayiwa nebakatwa.