Dheuteronomi 7:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Munonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wechokwadi, Mwari akatendeka, anochengeta sungano yake uye ane rudo rusingachinji kuzviuru zvezvizvarwa zvevaya vanomuda uye vanochengeta mirayiro yake.+ 1 Petro 4:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka vaya vari kutambura nemhaka yekuti vari kuita kuda kwaMwari ngavarambe vachizviisa* mumaoko eMusiki akatendeka vachiita zvakanaka.+
9 Munonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wechokwadi, Mwari akatendeka, anochengeta sungano yake uye ane rudo rusingachinji kuzviuru zvezvizvarwa zvevaya vanomuda uye vanochengeta mirayiro yake.+
19 Saka vaya vari kutambura nemhaka yekuti vari kuita kuda kwaMwari ngavarambe vachizviisa* mumaoko eMusiki akatendeka vachiita zvakanaka.+