Dheuteronomi 31:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Nekuti ini ndinonyatsoziva kupanduka kwenyu+ nekuoma musoro*+ kwenyu. Kana manga muchipandukira Jehovha zvakadaro ndiinemi, ndichiri mupenyu kudai, ko kuzoti kana ndafa! Vatongi 2:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Asi paifa mutongi wacho, vaibva vatangazve kuita zvakashata kupfuura madzibaba avo vachitevera vamwe vanamwari vachivashumira nekuvakotamira.+ Havana kurega mabasa avo neunhu hwavo hwekuoma musoro. Pisarema 14:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Benzi rinoti mumwoyo maro:* “Jehovha haako.”+ Zviito zvavo zvakaipa, uye mabasa avo anosemesa;Hapana ari kuita zvakanaka.+
27 Nekuti ini ndinonyatsoziva kupanduka kwenyu+ nekuoma musoro*+ kwenyu. Kana manga muchipandukira Jehovha zvakadaro ndiinemi, ndichiri mupenyu kudai, ko kuzoti kana ndafa!
19 Asi paifa mutongi wacho, vaibva vatangazve kuita zvakashata kupfuura madzibaba avo vachitevera vamwe vanamwari vachivashumira nekuvakotamira.+ Havana kurega mabasa avo neunhu hwavo hwekuoma musoro.
14 Benzi rinoti mumwoyo maro:* “Jehovha haako.”+ Zviito zvavo zvakaipa, uye mabasa avo anosemesa;Hapana ari kuita zvakanaka.+