Isaya 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Rune nhamo rudzi runotadza,+Vanhu vakaremerwa nekukanganisa,Chizvarwa chevarume vakaipa, vana vanoita zvakaipa! Vakasiya Jehovha;+Havana kuremekedza Mutsvene waIsraeri;Vakamupira makotsi. Hosiya 13:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Vaiguta nezvinhu zvaibva muminda yavo,+Vakaguta, mwoyo yavo ikazvikudza. Saka vakandikanganwa.+
4 Rune nhamo rudzi runotadza,+Vanhu vakaremerwa nekukanganisa,Chizvarwa chevarume vakaipa, vana vanoita zvakaipa! Vakasiya Jehovha;+Havana kuremekedza Mutsvene waIsraeri;Vakamupira makotsi.