RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nahumi 1:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva;

      Jehovha anotsiva uye akagadzirira kuratidza hasha dzake.+

      Jehovha anotsiva mhandu dzake,

      Uye anochengeta hasha dzake kuti azodziratidza pavavengi vake.

  • VaRoma 12:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Musatsiva, vadiwa, asi zvisiyirei kuna Mwari kuti aratidze hasha;+ nekuti zvakanyorwa kuti: “‘Kutsiva ndekwangu; ndichatsividza,’ anodaro Jehovha.”*+

  • VaHebheru 10:30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 Nekuti tinoziva iye akati: “Kutsiva ndekwangu; ndichadzorera.” Uye akatizve: “Jehovha* achatonga vanhu vake.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe