Dheuteronomi 32:50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 50 Uchabva wafira mugomo rauri kukwira mariri, woiswa kwakaiswa vanhu vekwako,* sekufa kwakaita Aroni mukoma wako muGomo reHori,+ akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake, Joshua 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Mozisi muranda wangu afa.+ Saka simuka uyambuke Rwizi rwaJodhani, iwe nevanhu vese ava, vaIsraeri,+ mupinde munyika yandiri kuvapa.
50 Uchabva wafira mugomo rauri kukwira mariri, woiswa kwakaiswa vanhu vekwako,* sekufa kwakaita Aroni mukoma wako muGomo reHori,+ akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake,
2 “Mozisi muranda wangu afa.+ Saka simuka uyambuke Rwizi rwaJodhani, iwe nevanhu vese ava, vaIsraeri,+ mupinde munyika yandiri kuvapa.