Judha 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi, achiitisana nharo naye nezvemutumbi waMozisi,+ haana kuona zvakakodzera kuti amutonge nemashoko ekutuka,+ asi akati: “Jehovha* ngaakutonge.”+
9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi, achiitisana nharo naye nezvemutumbi waMozisi,+ haana kuona zvakakodzera kuti amutonge nemashoko ekutuka,+ asi akati: “Jehovha* ngaakutonge.”+