Numeri 14:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi musapandukira Jehovha uye musatya vanhu vemunyika yacho,+ nekuti tichavaparadza.* Havasisina chinovadzivirira, uye Jehovha anesu.+ Musavatya.”
9 Asi musapandukira Jehovha uye musatya vanhu vemunyika yacho,+ nekuti tichavaparadza.* Havasisina chinovadzivirira, uye Jehovha anesu.+ Musavatya.”