RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 10:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Nekuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavanamwari naShe wemadzishe,+ Mwari mukuru, ane simba, uye anoshamisa, asina waanosarura+ uye asingabvumi chiokomuhomwe.

  • 1 Samueri 4:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 VaFiristiya vakatya, nekuti vakati: “Mwari apinda mumusasa wacho!”+ Saka vakati: “Pedu papera, nekuti zvinhu zvakadai hazvisati zvamboitika! 8 Pedu papera! Ndiani achatiponesa paruoko rwaMwari uyu ane simba? Uyu ndiye Mwari akauraya vaIjipiti nenzira dzakasiyana-siyana murenje.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe