1 Madzimambo 8:56 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 56 “Jehovha ngaarumbidzwe, iye akapa vanhu vake vaIsraeri nzvimbo yekuzororera, sezvaakavimbisa.+ Hapana kana shoko rimwe chete rakakundikana pavimbiso dzese dzakanaka dzaakaita achishandisa muranda wake Mozisi.+ 1 Makoronike 23:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Nekuti Dhavhidhi akanga ati: “Jehovha Mwari waIsraeri apa vanhu vake zororo,+ uye achagara muJerusarema nekusingaperi.+
56 “Jehovha ngaarumbidzwe, iye akapa vanhu vake vaIsraeri nzvimbo yekuzororera, sezvaakavimbisa.+ Hapana kana shoko rimwe chete rakakundikana pavimbiso dzese dzakanaka dzaakaita achishandisa muranda wake Mozisi.+
25 Nekuti Dhavhidhi akanga ati: “Jehovha Mwari waIsraeri apa vanhu vake zororo,+ uye achagara muJerusarema nekusingaperi.+