Revhitiko 19:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+ Revhitiko 20:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Munofanira kuva vatsvene kwandiri, nekuti ini, Jehovha, ndiri mutsvene,+ uye ndiri kukutsaurai pakati pemamwe marudzi kuti muve vangu.+ Dheuteronomi 28:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Jehovha achaita kuti uve rudzi rwake rutsvene,+ sezvaakakupikira,+ nekuti unenge waramba uchichengeta mirayiro yaJehovha Mwari wako, uchifamba munzira dzake. 1 Petro 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 asi ivai vatsvene pane zvese zvamunoita saiye Mutsvene akakudanai,+
2 “Taura neungano yese yevaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene, nekuti ini, Jehovha Mwari wenyu, ndiri mutsvene.+
26 Munofanira kuva vatsvene kwandiri, nekuti ini, Jehovha, ndiri mutsvene,+ uye ndiri kukutsaurai pakati pemamwe marudzi kuti muve vangu.+
9 Jehovha achaita kuti uve rudzi rwake rutsvene,+ sezvaakakupikira,+ nekuti unenge waramba uchichengeta mirayiro yaJehovha Mwari wako, uchifamba munzira dzake.