RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 19:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Saka kana mukanyatsoteerera inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu, muchava pfuma yangu yandinokoshesa pakati pemarudzi ese,+ nekuti nyika yese ndeyangu.+ 6 Muchava kwandiri umambo hwevapristi nerudzi rutsvene.’+ Aya ndiwo mashoko aunofanira kuudza vaIsraeri.”

  • Dheuteronomi 7:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Nekuti imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha Mwari wenyu akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe