Revhitiko 19:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “‘Hamufaniri kudya chinhu chine ropa.+ “‘Musatenda mashura kana kuita zvemashiripiti.+ Mabasa 19:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Uye vanhu vakawanda vaiita zvemashiripiti vakaunganidza mabhuku avo, vakaapisa pamberi pevanhu vese.+ Vakaverenga ukoshi hwawo vakaona achisvika mutengo wemasirivha 50 000.
19 Uye vanhu vakawanda vaiita zvemashiripiti vakaunganidza mabhuku avo, vakaapisa pamberi pevanhu vese.+ Vakaverenga ukoshi hwawo vakaona achisvika mutengo wemasirivha 50 000.