Vatongi 7:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndapota, iye zvino taura pamberi pevanhu uchiti, ‘Munhu wese ari kutya uye ari kudedera, ngaadzokere kumba.’”+ Saka Gidhiyoni akavaedza. Vanhu 22 000 vakabva vadzokera kumba, pakasara 10 000.
3 Ndapota, iye zvino taura pamberi pevanhu uchiti, ‘Munhu wese ari kutya uye ari kudedera, ngaadzokere kumba.’”+ Saka Gidhiyoni akavaedza. Vanhu 22 000 vakabva vadzokera kumba, pakasara 10 000.