VaRoma 13:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ngatifambei zvine unhu+ sezvinoita vanhu kana ari masikati, kwete kuita mitambo yekufara zvakapfurikidza uye udhakwa, upombwe uye tsika dzakafumuka,*+ uye kukakavadzana negodo.+ 1 VaKorinde 6:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 mbavha, vanhu vane makaro,+ zvidhakwa,+ vanotuka, uye makororo, havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari.+ VaEfeso 5:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Uyewo, musadhakwa newaini,+ nekuti pakudhakwa ndipo pane kusazvibata, asi rambai muchizadzwa nemweya.
13 Ngatifambei zvine unhu+ sezvinoita vanhu kana ari masikati, kwete kuita mitambo yekufara zvakapfurikidza uye udhakwa, upombwe uye tsika dzakafumuka,*+ uye kukakavadzana negodo.+
10 mbavha, vanhu vane makaro,+ zvidhakwa,+ vanotuka, uye makororo, havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari.+
18 Uyewo, musadhakwa newaini,+ nekuti pakudhakwa ndipo pane kusazvibata, asi rambai muchizadzwa nemweya.