Joshua 8:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Akaturika mambo weAi padanda* kusvikira manheru, uye zuva parakanga rava kudoka Joshua akarayira kuti vaburutse chitunha chake padanda.+ Vakabva vachikanda pagedhi reguta racho, vakatutira murwi wematombo pamusoro pake, uyo uchiripo nanhasi. Johani 19:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Sezvo rakanga riri zuva reKugadzirira,+ vaJudha vakakumbira Pirato kuti varume vacho vatyorwe makumbo, zvitunha zvavo zvobviswa, kuti zvirege kuramba zviri pamatanda+ paSabata, (nekuti Sabata iroro rakanga riri guru.)+
29 Akaturika mambo weAi padanda* kusvikira manheru, uye zuva parakanga rava kudoka Joshua akarayira kuti vaburutse chitunha chake padanda.+ Vakabva vachikanda pagedhi reguta racho, vakatutira murwi wematombo pamusoro pake, uyo uchiripo nanhasi.
31 Sezvo rakanga riri zuva reKugadzirira,+ vaJudha vakakumbira Pirato kuti varume vacho vatyorwe makumbo, zvitunha zvavo zvobviswa, kuti zvirege kuramba zviri pamatanda+ paSabata, (nekuti Sabata iroro rakanga riri guru.)+