VaGaratiya 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Kristu akatitenga,+ achitisunungura+ pakutuka kweMutemo nekuva iye akatukwa panzvimbo pedu, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese anoturikwa padanda akatukwa.”+
13 Kristu akatitenga,+ achitisunungura+ pakutuka kweMutemo nekuva iye akatukwa panzvimbo pedu, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese anoturikwa padanda akatukwa.”+