Dheuteronomi 26:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 unofanira kutora zvimwe zvibereko zvekutanga pazvibereko zvese zvenyika, zvauchakohwa munyika yako yauchapiwa naJehovha Mwari wako, wozviisa mutswanda, woenda kunzvimbo inosarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare.+
2 unofanira kutora zvimwe zvibereko zvekutanga pazvibereko zvese zvenyika, zvauchakohwa munyika yako yauchapiwa naJehovha Mwari wako, wozviisa mutswanda, woenda kunzvimbo inosarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare.+