Dheuteronomi 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Imi nemhuri dzenyu munofanira kudyira ikoko pamberi paJehovha Mwari wenyu+ uye mufare pazvese zvamunoita,+ nekuti Jehovha Mwari wenyu akakukomborerai. Dheuteronomi 16:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Fara panguva yemutambo wako,+ iwe nemwanakomana wako, mwanasikana wako, murandarume wako, murandakadzi wako, muRevhi, mutorwa, nherera, nechirikadzi, vari mukati memaguta ako.
7 Imi nemhuri dzenyu munofanira kudyira ikoko pamberi paJehovha Mwari wenyu+ uye mufare pazvese zvamunoita,+ nekuti Jehovha Mwari wenyu akakukomborerai.
14 Fara panguva yemutambo wako,+ iwe nemwanakomana wako, mwanasikana wako, murandarume wako, murandakadzi wako, muRevhi, mutorwa, nherera, nechirikadzi, vari mukati memaguta ako.