2 Makoronike 36:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka akaita kuti mambo wevaKadheya+ auye kuzovarwisa, uyo akabva auraya majaya avo nebakatwa+ munzvimbo yavo tsvene;+ haana kunzwira tsitsi jaya kana mhandara, akwegura kana anorwara.+ Mwari akaisa zvese muruoko rwake.+ Isaya 47:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakatsamwira vanhu vangu.+ Ndakasvibisa nhaka yangu,+Uye ndakavaisa muruoko rwako.+ Asi hauna kuvanzwira tsitsi.+ Kunyange pane vakwegura wakaisa joko rinorema.+ Ruka 19:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Vachakurovera pasi iwe nevana vako vari mauri,+ uye havazokusiyi uine dombo riri pamusoro perimwe,+ nekuti hauna kunzwisisa nguva yekuongororwa kwako.”
17 Saka akaita kuti mambo wevaKadheya+ auye kuzovarwisa, uyo akabva auraya majaya avo nebakatwa+ munzvimbo yavo tsvene;+ haana kunzwira tsitsi jaya kana mhandara, akwegura kana anorwara.+ Mwari akaisa zvese muruoko rwake.+
6 Ndakatsamwira vanhu vangu.+ Ndakasvibisa nhaka yangu,+Uye ndakavaisa muruoko rwako.+ Asi hauna kuvanzwira tsitsi.+ Kunyange pane vakwegura wakaisa joko rinorema.+
44 Vachakurovera pasi iwe nevana vako vari mauri,+ uye havazokusiyi uine dombo riri pamusoro perimwe,+ nekuti hauna kunzwisisa nguva yekuongororwa kwako.”