RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 1:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Zvanzi naMambo Koreshi wePezhiya, ‘Jehovha Mwari wedenga akandipa umambo hwese hwenyika,+ uye akandirayira kuti ndimuvakire imba muguta reJerusarema,+ riri muJudha. 3 Munhu wese ari pakati penyu anomushumira, Mwari wake ngaave naye, uye ngaakwidze aende kuguta reJerusarema riri muJudha, anovakazve imba yaJehovha Mwari waIsraeri, ndiye Mwari wechokwadi uyo ane imba yaiva muJerusarema.*

  • Pisarema 147:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Jehovha ari kuvaka Jerusarema;+

      Anounganidza vanhu vakapararira vaIsraeri.+

  • Jeremiya 32:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 ‘Ndichavaunganidza kubva kunyika dzese dzandakavaparadzira kwadziri ndakatsamwa, ndakagumbuka, uye ndakashatirwa kwazvo,+ uye ndichavadzosa kunzvimbo ino ndoita kuti vagare vasina chekutya.+

  • Ezekieri 34:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Ndichaatora pakati pemarudzi, ndoaunganidza kubva kunyika dzacho, ndoaendesa kunyika yawo uye ndichaafudza mumakomo eIsraeri,+ pedyo nehova uye pedyo nenzvimbo dzese dzekugara dzenyika yacho.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe