Eksodho 23:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 “Ndichaita kuti vanhu vanditye musati matombosvika,+ uye ndichavhiringidza vanhu vese vamuchasangana navo, uye ndichaita kuti mukunde vavengi venyu vese vokutizai.*+ Dheuteronomi 2:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Nhasi ndichatanga kuita kuti vanhu vese vari pasi pedenga vavhunduke uye vatye, pavachanzwa nezvenyu. Vachanetseka uye vachadedera* nemhaka yenyu.’+ Dheuteronomi 11:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Hapana achamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vese venyika yese yamuchafamba vavhunduke uye vakutyei+, sezvaakakupikirai.
27 “Ndichaita kuti vanhu vanditye musati matombosvika,+ uye ndichavhiringidza vanhu vese vamuchasangana navo, uye ndichaita kuti mukunde vavengi venyu vese vokutizai.*+
25 Nhasi ndichatanga kuita kuti vanhu vese vari pasi pedenga vavhunduke uye vatye, pavachanzwa nezvenyu. Vachanetseka uye vachadedera* nemhaka yenyu.’+
25 Hapana achamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vese venyika yese yamuchafamba vavhunduke uye vakutyei+, sezvaakakupikirai.