RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Panguva iyoyo madzishe eEdhomu achavhunduka,

      Uye vatongi veMoabhi vane simba* vachadedera.+

      Vagari vese vemuKenani vachaora mwoyo.+

  • Joshua 5:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Madzimambo ese evaAmori+ aiva kumavirira kwaJodhani, nemadzimambo ese evaKenani+ aiva pedyo negungwa, paakangonzwa kuti Jehovha akanga aomesa mvura yaJodhani pamberi pevaIsraeri kusvikira vayambuka, akatanga kutya,+ uye akanga asisina ushingi* nemhaka yevaIsraeri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe