Eksodho 14:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Mozisi akabva atambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ uye Jehovha akadzorera shure gungwa achishandisa mhepo yekumabvazuva ine simba usiku hwese, achiita kuti pasi pegungwa pachinje kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakakamurwa.+ Eksodho 15:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Matungamirira vanhu vamakadzikinura nerudo rwenyu rusingachinji;+Muchavatungamirira nesimba renyu kunzvimbo yenyu tsvene yekugara. 14 Marudzi anofanira kunzwa;+ achadedera;Vagari vemuFiristiya vachashushikana.*
21 Mozisi akabva atambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ uye Jehovha akadzorera shure gungwa achishandisa mhepo yekumabvazuva ine simba usiku hwese, achiita kuti pasi pegungwa pachinje kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakakamurwa.+
13 Matungamirira vanhu vamakadzikinura nerudo rwenyu rusingachinji;+Muchavatungamirira nesimba renyu kunzvimbo yenyu tsvene yekugara. 14 Marudzi anofanira kunzwa;+ achadedera;Vagari vemuFiristiya vachashushikana.*