RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 21:33, 34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Pashure paizvozvo vakaenda neNzira yeBhashani. Uye Ogi+ mambo weBhashani akabuda nevanhu vake vese kuzorwisana navo kuEdrei.+ 34 Jehovha akati kuna Mozisi: “Usamutya,+ nekuti ndichamuisa muruoko rwako+ pamwe nevanhu vake vese nenyika yake, uye uchamuita zvawakaita Sihoni mambo wevaAmori, aigara muHeshbhoni.”+

  • Dheuteronomi 3:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Saka Jehovha Mwari wedu akaisawo Mambo Ogi weBhashani nevanhu vake vese mumaoko edu, uye takaramba tichivauraya kusvikira pasisina akasara.

  • Joshua 9:9, 10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Ivo vakati kwaari: “Varanda venyu vabva kunyika iri kure kwazvo+ nekuda kwezita raJehovha Mwari wenyu, nekuti takanzwa nezvemukurumbira wake nezvese zvaakaita muIjipiti+ 10 nezvese zvaakaita kumadzimambo maviri evaAmori aiva mhiri* kwaJodhani, anoti Mambo Sihoni+ weHeshbhoni naMambo Ogi+ weBhashani, aiva muguta reAshtaroti.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe