Dheuteronomi 10:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndokusaka Revhi asina kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete nehama dzake. Jehovha ndiye nhaka yake, sezvakataurwa naJehovha Mwari wako kwaari.+ Dheuteronomi 18:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Vapristi vedzinza raRevhi, uye vanhu vedzinza rese zvaro raRevhi, havafaniri kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete naIsraeri. Vachadya zvinobva pamipiro inopisirwa Jehovha nemoto, zvinova ndizvo nhaka yake.+
9 Ndokusaka Revhi asina kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete nehama dzake. Jehovha ndiye nhaka yake, sezvakataurwa naJehovha Mwari wako kwaari.+
18 “Vapristi vedzinza raRevhi, uye vanhu vedzinza rese zvaro raRevhi, havafaniri kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete naIsraeri. Vachadya zvinobva pamipiro inopisirwa Jehovha nemoto, zvinova ndizvo nhaka yake.+