Eksodho 23:20, 21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 “Ndiri kutuma ngirozi mberi kwenyu+ kuti ikuchengetedzei muri munzira uye kuti ikusvitsei kunzvimbo yandakakugadzirirai.+ 21 Iteererei, muite zvainotaura. Musaipandukira, nekuti haizokuregererei kudarika kwenyu,+ nekuti zita rangu riri pairi. Numeri 14:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 “‘“Ini, Jehovha, ndataura. Izvi ndizvo zvandichaitira ungano yese iyi yakaipa, vaya vakaungana vachipikisana neni: Vachaperera murenje rino, uye vachafira muno.+
20 “Ndiri kutuma ngirozi mberi kwenyu+ kuti ikuchengetedzei muri munzira uye kuti ikusvitsei kunzvimbo yandakakugadzirirai.+ 21 Iteererei, muite zvainotaura. Musaipandukira, nekuti haizokuregererei kudarika kwenyu,+ nekuti zita rangu riri pairi.
35 “‘“Ini, Jehovha, ndataura. Izvi ndizvo zvandichaitira ungano yese iyi yakaipa, vaya vakaungana vachipikisana neni: Vachaperera murenje rino, uye vachafira muno.+