Numeri 3:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi Nadhabhi naAbhihu vakafira pamberi paJehovha pavakauya nemoto usingabvumirwi pamberi paJehovha+ murenje reSinai, uye vakanga vasina vanakomana. Asi Eriyezari+ naItamari+ vakaramba vachishumira sevapristi pamwe chete nababa vavo Aroni. Numeri 20:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Bvisa Aroni nguo dzake,+ udzipfekedze Eriyezari+ mwanakomana wake, uye Aroni achafira imomo.”
4 Asi Nadhabhi naAbhihu vakafira pamberi paJehovha pavakauya nemoto usingabvumirwi pamberi paJehovha+ murenje reSinai, uye vakanga vasina vanakomana. Asi Eriyezari+ naItamari+ vakaramba vachishumira sevapristi pamwe chete nababa vavo Aroni.