Dheuteronomi 33:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akati: “Jehovha akauya achibva kuSinai,+Uye akavapenyera achibva kuSeiri. Akapenya achibwinya kumakomo ekuParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vake.+
2 Akati: “Jehovha akauya achibva kuSinai,+Uye akavapenyera achibva kuSeiri. Akapenya achibwinya kumakomo ekuParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vake.+