1 Makoronike 6:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Vanakomana vaKohati vaiva* mwanakomana wake Aminadhabhi, mwanakomana wake Kora,+ mwanakomana wake Asiri, 1 Makoronike 6:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 mwanakomana wake Eriyabhi, mwanakomana wake Jerohamu, mwanakomana wake Erikana.+
22 Vanakomana vaKohati vaiva* mwanakomana wake Aminadhabhi, mwanakomana wake Kora,+ mwanakomana wake Asiri,