Vatongi 20:46, 47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Vanhu vese vekwaBhenjamini vakafa zuva iroro vakasvika varume 25 000 vaiva nemapakatwa,+ uye vese vaiva varwi vane simba. 47 Asi varume 600 vakatizira kurenje kudombo reRimoni, uye vakagara padombo reRimoni kwemwedzi mina.
46 Vanhu vese vekwaBhenjamini vakafa zuva iroro vakasvika varume 25 000 vaiva nemapakatwa,+ uye vese vaiva varwi vane simba. 47 Asi varume 600 vakatizira kurenje kudombo reRimoni, uye vakagara padombo reRimoni kwemwedzi mina.