Dheuteronomi 32:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Wakakanganwa Dombo+ rakakubereka,Uye hauna kuyeuka Mwari akakuzvara.+ Dheuteronomi 32:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Munhu mumwe chete angadzingirira sei vanhu 1 000,+Uye vaviri vangaita sei kuti vanhu 10 000 vatize? Hazviiti, kunze kwekunge Dombo ravo ravatengesa+Uye Jehovha avaisa mumaoko avo. Vatongi 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vakasiya Jehovha Mwari wemadzibaba avo, uyo akavabudisa munyika yeIjipiti.+ Uye vakatevera vamwe vanamwari, ivo vanamwari vemarudzi aiva akavapoteredza,+ uye vakavakotamira, vakagumbura Jehovha.+ Vatongi 2:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Jehovha akabva atsamwira vaIsraeri kwazvo, saka akavaisa mumaoko evapambi, avo vakabva vavapamba.+ Akavatengesa mumaoko evavengi vakanga vakavapoteredza,+ uye vaIsraeri vakanga vasingachakwanisi kumirisana nevavengi vavo.+
30 Munhu mumwe chete angadzingirira sei vanhu 1 000,+Uye vaviri vangaita sei kuti vanhu 10 000 vatize? Hazviiti, kunze kwekunge Dombo ravo ravatengesa+Uye Jehovha avaisa mumaoko avo.
12 Vakasiya Jehovha Mwari wemadzibaba avo, uyo akavabudisa munyika yeIjipiti.+ Uye vakatevera vamwe vanamwari, ivo vanamwari vemarudzi aiva akavapoteredza,+ uye vakavakotamira, vakagumbura Jehovha.+
14 Jehovha akabva atsamwira vaIsraeri kwazvo, saka akavaisa mumaoko evapambi, avo vakabva vavapamba.+ Akavatengesa mumaoko evavengi vakanga vakavapoteredza,+ uye vaIsraeri vakanga vasingachakwanisi kumirisana nevavengi vavo.+