Dheuteronomi 10:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Saka iwe Israeri, Jehovha Mwari wako anodei kwauri?+ Anongoda izvi: kuti utye Jehovha Mwari wako,+ ufambe munzira dzake dzese,+ umude, ushumire Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese,+ Dheuteronomi 10:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Ndiye waunofanira kurumbidza.+ Ndiye Mwari wako, akakuitira zvinhu zvese izvi zvikuru uye zvinoshamisa zvawakaona nemaziso ako.+
12 “Saka iwe Israeri, Jehovha Mwari wako anodei kwauri?+ Anongoda izvi: kuti utye Jehovha Mwari wako,+ ufambe munzira dzake dzese,+ umude, ushumire Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese,+
21 Ndiye waunofanira kurumbidza.+ Ndiye Mwari wako, akakuitira zvinhu zvese izvi zvikuru uye zvinoshamisa zvawakaona nemaziso ako.+