1 Samueri 14:49 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 49 Vanakomana vaSauro vaiva Jonatani, Ishivhi, naMariki-shua.+ Uye aiva nevanasikana vaviri; mukuru wacho ainzi Merabhu+ uye mudiki wacho ainzi Mikari.+ 1 Samueri 18:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Dhavhidhi paakangopedza kutaura naSauro, Jonatani+ naDhavhidhi vakabva vava shamwari dzepedyo* uye Jonatani akatanga kumuda semadiro aaizviita.*+ 2 Samueri 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Dhavhidhi akamubvunza kuti: “Zvinhu zvafamba sei? Ndapota ndiudze.” Iye akati: “Vanhu vatiza kubva kuhondo uye vanhu vazhinji vafa. Sauro nemwanakomana wake Jonatani vafawo.”+
49 Vanakomana vaSauro vaiva Jonatani, Ishivhi, naMariki-shua.+ Uye aiva nevanasikana vaviri; mukuru wacho ainzi Merabhu+ uye mudiki wacho ainzi Mikari.+
18 Dhavhidhi paakangopedza kutaura naSauro, Jonatani+ naDhavhidhi vakabva vava shamwari dzepedyo* uye Jonatani akatanga kumuda semadiro aaizviita.*+
4 Dhavhidhi akamubvunza kuti: “Zvinhu zvafamba sei? Ndapota ndiudze.” Iye akati: “Vanhu vatiza kubva kuhondo uye vanhu vazhinji vafa. Sauro nemwanakomana wake Jonatani vafawo.”+