1 Samueri 14:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Saka vanhu vakava nemakaro vakatanga kumhanyira zvinhu zvavainge vapamba, uye vakatora makwai nemombe nemhuru, vakazviurayira pasi, uye vakadya nyama pamwe chete neropa.+
32 Saka vanhu vakava nemakaro vakatanga kumhanyira zvinhu zvavainge vapamba, uye vakatora makwai nemombe nemhuru, vakazviurayira pasi, uye vakadya nyama pamwe chete neropa.+