-
2 Samueri 10:6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Nekufamba kwenguva, vaAmoni vakaona kuti vakanga vava kuvengwa chaizvo naDhavhidhi, saka vaAmoni vakatumira vanhu kuti vanobhadhara vaSiriya vekuBheti-rehobhu+ nevaSiriya vekuZobha+ kuti vavabatsire kurwa, varwi 20 000 vaifamba netsoka; namambo weMaaka+ nevarume vake 1 000; uye varume 12 000 vekuIshtobhu.*+
-